22/08/2026
https://whatsapp.com/channel/0029VaDYeL6IHphKZdYP1O25
*Munyori haape mabooks kuinbox follow this 👆🏽channel for more books*
https://facebook.com/groups/1066047214760966/
*Follow our 👆🏽 page*
*🍹Babina and Sabina 🍹*
*Book written by 🖊️*
*Tanny M(Muzukuru Weshaya)*
*App/Call 07802974 zero zero*
*Very Romantic and sensitive story📍📍*
*Chapter 4*
*SABINA*
Pakabuda Babina nasisi mai Tashi ndakasara ndikamborara.Sisi vanga vakubhohwa awa munhu anoramba achingorwara here apa kuzviitira kuti ini netwin sister yangu kuti tibate.Babina ndiye ane patience idzodzo ini handina.
" Ko babamukuru muri kuita sei ?". I asked ndanzwa ndabatwa muchiuno umu ndichisuka maplates.
" Dzikama kani Sabina l know you want me too ,lets enjoy each other here ...." vakadaro vachiwedzera kufambisa maoko.
" Babamukuru musadaro ko Babina akasvika muchiita zvamuri kuita iiii babamukuru ...".
" Haambodzoke ndamunyima mari you know Babina have a stubborn spirit ".he said vachiti mbaaa gadziko rangu.
" But this is wrong babamukuru awwww "
"Wrong to who...??.Your sister is almost dead hausi kuda kuita mukadzi wangu here heee !!!"iiii ndakanzwa kumerera muviri wese.
Ndakatarisa imba yese nemota dzose dzanga dziri mugarage.Me Sabina the new Madam here iiiiii ndakatensera ini !!!
Vakanditenesa kuti ndivatarise.Maziso awo ndakaita kunzwa miviri wese kumerera.Babamukuru vakanaka zvokuti.Ndakanyaririra ndotarisa rutivi.Ndanga ndakapfeka dress raisiya cleavage panze vakandiisa rurimi .iiii ndakavhunduka nekuti handisati ndambozviitwa.
" Please babamukuru stop kani iiii ...".
" You are now mine Sabina.Call me dady not babamukuru...". He said vachiriti zamo mbaaa iiii ndakayuwira nekuti rainge rakachamira kuti twiiiii !!!
Ndakayabatwa mazamo mukitchen vachiita kufemera pamusoro kunge ndere ndaitya kusvikirwa naBabina naiwo sisi ko Kosolo akangoerekana asvika.
" Mai Tashi havasi kunzwa mushe pano panogona kungosvika munhu babamukuru ...".l said ndichinzwa kutya.
" Ndanga ndakanganwa mapapers ekubasa.Be ready for me pandinodzoka ,this is for you ".
Ndakatambidzwa a boxed phone.Ndanga ndine kambudzi kandaishandisa same naBabina.
Vakabva vangobuda ndikasara ndakaibata maoko achidedera aya.Me Sabina brand new phone just kungotensera kupihwa tsvodi yemugowe !!!
Ndakatora banga ndichiivhura.
Yuwiiiiii Iphone !!!
Babamukuru kaaa !!
Ndakakasika kusuka maplates nekutsvaira.
Ndanga ndageza but ndakanopinda mubathroom masisi mai Tashi.Mainge mune zvekugezesa zvakawanda.
Ndakapinda mubathroom tub ndikatora zvegezeso ndikanyatsogeza pese zvapo ndikasara ndichiita kunhuwirira kani.Ndakapfeka kadress kangu ndogara zvangu pasofa ndakaturikidza tukumbo.Hee me Sabina the upcoming madam ??
Ndakaisa line munew phone yangu.Iyi ndiyo inonzi life kani Sabina ndosaka sisi mai Tashi vakawedzera kunaka.Kunaka kwekubatwaka nezai otherwise ini naBabina takavadarika kunaka.Ko ndikazobatwawo sezai ? Hey ndakadzokazve kunogeza ndaisada tsvina pamuviri wangu.Musi uyu ndakaswera ndichikomvora kugeza.Babina paakafona achida majuzi ndakamunyebera kuti ndainge ndaida Kambuzuma ini ndirimo zvangu.
Around five ndakagadza mapoto pamoto kubika kameal chaiko.Babina haana kuzofona kuti chainge chaitika.Ndakatora nguva yangu kukabika kameal ikako kwakunogadza padinning table ndanzwa mota yababamukuru.
Sisi ndainge ndisati ndambovaona vachiyenda kunotambira babamukuru even vasingarware.Varume needs to be pampered Kosolo anogara achidaro.Ndakabuda ndikanotambira laptop bag.
" Maswera sei Mhofu "
Ndakadero ndichityora muzura.
" Ndaswera bho.Babina adzoka here ?".
" Not yet haasati adzoka ".
"Ook pindai zvenyu mumba ndiri kuuya ".
Vakafamba kunolocker gate ini ndichipindawo mukati.
" Ndokuisirai mvura yekugeza here Mhofu kana kuti mutange madya ?".
" Rega nditange ndadya ndozogeza imi manga matodya here ?".
" Ehe ndanga ndadya"
Ndakanyeba zvangu ndovaisira chikafu mundiro mawo ndobva ndabuda kuyenda kuspeya kwangu.Ndakapinzira Kosolo phone.
☎️ Harooo Sabi ..
📞 Kosolo lm in love
☎️ heyeee teri me ..
Ndakasimuka ndovhara door rangu kulocker nemukati.
📞 Top soup yeWedza yawana love Kosolo manje ndakanganwa kuti murume anoitwa pampered sei heyiii..
☎️ Vambonzwa kuti wekuchipatara vaita sei here turaidhi phone yawo haisi kupinda..
📞 Vapihwa bed don't worry God is in it vanopora..
☎️ Anorarama hake Sabrinah midzimu yakamuda kare dai akafa.Zvino love vaiwana kupi Sabi !! Sabi heyeee !!!
📞Tasanganiswa nevadzimu.Ane mari yakasviba kuti ndoo ndapfimbwa handisati ndabvuma
☎️ Hekani waro..Siroo to get ..usamhanyire kuti mi tooo ita sekanjiva soo !!
📞 heyaaa ndiite sekanjiva here Kosolo ndane phone yekutsvaira ndatengerwa...
☎️ Ndizvozvo usakasike kubvuma.Ngaamboduza homwe uchimudzidza kuti munhu kwaye here.For noow ngatitange nekuyema.Kanjiva ngakayeme mukoma wako uri kuda mari yakawanda kuti arapwe ukapihwa wotsunhurira mukoma wako ndiko kuti zvinhu zvako zvifambe ..
Ummm vanondipa mari here babamukuru awa ?
📞 On it Kosolo saka handisi kubvuma nezvese ???
☎️ Tsvodi ngaidhuriswe inopiwa abuditsa mazana mana emadhora gapu ndini ndichazokuudza kuti vhura asi kuno mbuya ako haundikanganwe !!
Ndakaseka ndokanganwa Kosolo sei ndiri kuda kuudzwa matiriki.Handiti ndiwo akasvitsawo sisi pano here.Ndiwo andinopindawo nawo iwawo.
📞 Usatya Kosoloo yako ndinokutumira asi wati ndinofanirwa kuduzira kuna sisi ndizvo !!
☎️ Ndizvozvo wozoduzira kuno bhai bhai !!
Ndakabva ndakata call yangu.Cameroon kaaa !! Ndakabuda ndonobvisa maplates zvainge zvakokotwa zvese.Wanga vari paphone.
" Mvura yekugeza please ".vakadaro zvawo.
Ndakafamba ndikanoisa mvura yekugeza.Kosolo aifanirwa kunditsvagira midzi chaidzo nekuti pamurume uyu mari haibude zvekumhanya.
Varume havadi mvura inonyanya kupisa mabhora anotsva ,ndakaisa yaiwa pakati nepakati ndobuda hangu kunoona tv.
Ndakazamawo phone yaBabina kuda kunzwa kuti anga awa papi asi phone haina kupinda.
" Yaita here phone yenyu ine mamwe masettings anoda kuiswa iyo ".
" Ndaita zvandagona babamukuru ".
" No no no don't call me babamukuru handiti ,nditambidzeiwo remote vamwe tiri webhora ".
Ndakasimuka ndichitora remote yacho but ndakanzwa ndabatwa muchiuno umu.
" I need you Sabina... ".
Ipapo ndakanzwa kubaiwa baiwa kumagadziko kwangu ndini uyoo kumerera !!
" iiii babamukuru ndakunorara ini ".l said ndichida kuyenda.
" No Sabina l need you. l want you okay !! ,lm sure you want me too ,inzwa zviri kuita apa l cant control myself you are too much !!"
" No babamukuru hazviite mai Tashi vanozoti kudii plus Kosolo kumusha akavhunika gumbo.You know ndini muzukuru wawo vavanoda vanenge vakanditarisira kuti ndivatumire something handina zvandiri kuyita makatidaidza kuti tichengete sis but ndoda kushanda ".
Ndakakiswa muhuro umu zvikanzi
" Any business you want ndokutangira is it five thousand you want hmmm .....!!! "....
*BABINA*
Ndakaramba ndakavatarisa doctor.
" Mvura inofanirwa kupinzwa nekubuditswa nenguva nekuti makidneys awo haachashande.Mvura yapararira kwese kwese even dialysis haichashande pakuda Kidney transplant in the next 72 hours pasina izvozvo anything can happen".
Ndakatura befu chero dikita rakatanga kuteuka.
" Ndiri ready kuvapa kidney rangu kuti vararame Doctor ".
Vakanditarisa zvikanzi
" Think about it first".
"When it comes to my sister l don't think twice Doctor ".
" Munofanirwa kutanga maitwa ma Eligibility test kuti munokodzera here kumaitwa nekuti dzimwe nguva anenge asingaenderane uye kuita transplant iyi panodiwa mari yakawandisa ".
Ndakatura befu ndobva ndati
"Mari inotsvagwa Doctor ini nawo takabuda mudumbu rimwe rangu iroro rinobvuma ndine mutwin wangu tinouya tese toitwa matest acho ".
" Very well then .Mwana ane nzara uyu munogona kumuyamwisa zvenyu".ndakavatarisa ndobva ndati "Ndofunga istress yakanyanya iri kudaro hausi kubuda mukaka wacho uyu ".Ndakanzi
"Muromo wenyu vakachena madya here nhasi ?".
Ndakaramba ndakanyarara.
" Huyai tone ".
Takanopinda muoffice mawo mwana akadzisirwa mukaka ini ndikapihwa mabhanana.Ndakatanga ndapa mwana mukaka ndobva ndazodyawo mabhanana.
"Nhasi ndichange ndichivamonitor chiendai munodzoka mangwana kuseni mobva maitwa matests acho".
" Maita basa Samaita aah l mean Doctor ".
Ndakadaro ndotakura mwana wangu kwakubuda kuyenda.
Ndakanotsvaga mota dzekuyenda kumba.
Dzanga dzawa kuma8 ipapo ndakasvika ndichida kuvhura gate ranga rakakiwa.
Ndakaknocker but hapana akandinzwa.
Ndakazofonera Sabina ndiye akauya kunondivhurira.
" Ko sisi vaita sei ?".
"Vari pacritical condition vanzi vari kuda kuitirwa transplant asi iyoyo haisi nyaya ,nyaya iri pakuti mari toiwana kupi.Babamukuri varipo here ?".
"Varipo asi varara ".
Takapinda mumba uye ndakachinja mwana nekurara nekuti ndanga ndaneta ini.
Mangwana acho iwo babamukuru vaisaenda kubasa saka ndakawati
" Nezuro takazokwanisa kuwona doctor vakati sisi vari kufanirwa kuyitwa transplant.Ndinogona hangu kudonator rangu Kidney asi mari yekuti process yacho iyitwe ndipo pasina.Tashi okura here asina mai babamukuru.Kwamabva nesu ndiko kure this is the last time yandinokumbira mari kana zvarambawo apa zvinenge zvaramba babamukuru.On behalf of Tashi ndawa kukumbirawo rubatsiro rwenyu ".
Ndakapfugama pamberi pawo ndobva wati
" Mainini mari dziri kunetsa idzi asi ndichazamawo one last time kana zvarambawo hamuzofambe mbiri kuti murume wake akamurasa nekuti kwandabva naye Sabrina ndiko kure.Hande kuchipatara kwacho tinonzwa kuti imari iri kudiwa".
" May God reward you abundantly babamukuru may your pockets never run dry basa ramabata rakakura ".Vakandisimudza pandanga ndapfugama pacho.
"Rega tiyende tese kuchipatara kwacho munongoenda muri two here ".
NdiSabina akadaro tobva tabuda kuyenda kumota kwawo.
Ndakagara hangu kumashure nemwana paseat rasisi wangu ndaiparemekedza kunyangwe vasipo.
Sabina akagara kumberi kwakuyenda kuchipatara kuya.
Babamukuru vakanonzwa mari yacho yaidiwa then ini naSabina takanoitwa maEligibility test.Takayitirwa makasiyana asi ini ndakakasika kuitwa.
" Sorry sister makidneys enyu haatoite kuti rifunctione riri one saka hamukwanise kudonator".Ndakatura befu."But tiri masisters Doctor ".
Vainge vasiri hawo doctor Allay vaiwa mumwe doctor wechikadzi.
" Tine zvatinenge tawona mukanzwa tadai uye its against our guidelines to carry on the transplant ".
Ndakadzika kubva pachimushini chandanga ndiri kunomira padoor ranga rina Sabina fingers crossed.
Doctor Allay vakabva vabuda.Vakanditarisa ndikati " Mamuka sei Doctor".Ndakanzi " Ndamuka zvakanaka mai Tashie.Hanzi chii naDoctor".Ndakavatarisa maziso angu azara misodzi."Handikodzeri kuti ndiite transplant yacho".Vakati " Yes pane mafactors atinotarisa but munhu vandaita umu ayenderana saka munenge makutaura semhuri tinogona kuita transplant yacho nhasi kuti zvisaende nepamwe.Please excuse me ".Vakafamba vachiyenda.Sabina akabuda.
" Ini zvaramba sis.Ndiwe vatowa last hope yedu kuti sisi vararame babamukuru vabvuma kubhadhara mari yacho ".Akanditi
" Zvine marisk zvinhu izvi ko ini ndikazorwarawo ndinopihwa nani Babina its better vatengerwe rimwe nemurume wawo ini handizvigone ".
" But she is our sister Sabina tabatsirwa nemari yeprocess yekutenga rimwe inowanikwa kupi its a long process kutsvaga donor pa72hrs pasara pamwe zvekuma50 hours ".Akanditarisa akati "Vakakuudza here chakaita kuti makidneys awo aparare ndiri twin sister yako uri kufanirwa kundinzwisisa.In the process of saving her ko ndikafa.Why should l be the one to pay the price hee ??".
"No no Sabina you can't think like this ,ndisisi wedu awa munhu who give it her all for us and Kosolozo ".Maziso ake anga azara misodzi akati " I can't Babina.Im going.....".
*Stay Tuned*
_Healing Hearts,One story at a Time✨_
Follow Tanny's Online Novels 🇿🇼's WhatsApp Channel. WELCOME TO TANNY M NOVELS MUZUKURU WEVANHU GWETA REVANHU YOUR SMILE KEEPER ,FEEL AT HOME MY LOVE PANO PANOBIKWA NHAPI NHAPI DZEMABOOK.DONT GO ANYWHERE🤗🥰
. Join 65K followers for the latest updates.