S.J Nhema

S.J Nhema I share interesting stories through images and blogging

I've received 100 reactions to my posts in the past 30 days. Thanks for your support. 🙏🤗🎉
09/01/2025

I've received 100 reactions to my posts in the past 30 days. Thanks for your support. 🙏🤗🎉

winky D chero kwauchasarudza vanhu vanongoouya ku cross over igaroziva biggie,hazvina basa kunge rovha...!
08/12/2024

winky D

chero kwauchasarudza vanhu vanongoouya ku cross over igaroziva biggie,hazvina basa kunge rovha...!

Malvin Chiketa, a Herentals U20 team player, is seeking financial assistance due to an injury. He is presently hospitali...
07/12/2024

Malvin Chiketa, a Herentals U20 team player, is seeking financial assistance due to an injury.
He is presently hospitalized at BMC in Belvedere, awaiting surgery.

The operation is said to cost USD $3,500. His club has pledged USD $1,000, resulting in a shortfall of USD $2,500.

The injury was sustained during a friendly match between Herentals and Scotland on Tuesday.

06/12/2024

Mhoresa favourite Celebrity wako muZimba tione kuti anokudaira here 😂
Wangu
Ndi Tinashe Mugabe

Tinotengesa maStove anoshanda negas akanaka uye akacheaper….ukatenga tinokupa  warranty sahwiraKana uchida yako nhasi  n...
06/12/2024

Tinotengesa maStove anoshanda negas akanaka uye akacheaper….ukatenga tinokupa warranty sahwira

Kana uchida yako nhasi ndibate pa +263 078 686 9592

Kana wafarira nyaya yedu usabve papost usina kuti tsingirawo nekuisa like wobva wafollower page redu

Vamwe varikuti ndiye vamwe voti haasi.....kutoitisana nharo imi dzisingaite up to  level rekutukana zvakaipa hanzi ndiye...
06/12/2024

Vamwe varikuti ndiye vamwe voti haasi.....kutoitisana nharo imi dzisingaite up to level rekutukana zvakaipa hanzi ndiye uyu....iwe unotiii???....Ndiye here???

Defy Microwave mudziyo unodzisa  chikafu chababa fast,kana vabva kubasa manheru..Huyai mutenge nhasi chaiye!!!   Tiri mu...
06/12/2024

Defy Microwave mudziyo unodzisa chikafu chababa fast,kana vabva kubasa manheru..Huyai mutenge nhasi chaiye!!!

Tiri muHARARE CBD,Muna 16 SOUTH AVENUE MALL,muSHOP No:21

Kana kufonera Sean +263774945188

Revival raita accident netanker!truck driver afirapo along BYO-BEITBRIDGE road!
06/12/2024

Revival raita accident netanker!

truck driver afirapo along BYO-BEITBRIDGE road!

Wasvika mwedzi uya wezvima pikicha zvema pyjamas 😂😂😂
02/12/2024

Wasvika mwedzi uya wezvima pikicha zvema pyjamas 😂😂😂

Don’t skip Ndauya nedhiri rekunaka patown.Tinotengesa maStove anoshanda negas akanaka uye akacheaper….ukatenga unopiwa w...
02/12/2024

Don’t skip

Ndauya nedhiri rekunaka patown.Tinotengesa maStove anoshanda negas akanaka uye akacheaper….ukatenga unopiwa warranty sahwira

Kana uchida yako nhasi ndibate pa +263 078 686 9592

Kana wafarira nyaya yedu usabve papost usina kuti tsingirawo nekuisa like wobva wafollower page redu

Address

Harare
0000

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when S.J Nhema posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share