Calmer TV Zimbabwe

Calmer TV Zimbabwe Digital Marketing Platform

30/11/2025
27/11/2025

Iyi nyaya yanesa iyi, Ngingiya kwai t**a anaani??

27/11/2025

Njobo naPirikisi varikuti ne zvangovewo zvindomu-ndomu zvakangogarawo muLeague.

27/11/2025

Bhozvongora pakanyi

26/11/2025

🤣🤣🤣🤣🤣 kwai mukwasha watenga doro ndiye ari kunzi ane nyoka
゚viralシ

26/11/2025
26/11/2025

Hataa kuguma kuKisimusi kudai totorana hama neshamwari tomboenda kodakara kunzvimbo yenyu mwega paChecheche palodge .

*Business* Ma clients akwanda pa social media are complaining about poor customer service that many companies have in Zi...
26/11/2025

*Business*

Ma clients akwanda pa social media are complaining about poor customer service that many companies have in Zimbabwe.

Here is a tip for those with small or big companies.

Kuti company yako iende mberi zvinoburikidza nekukoshesa ma customer. Pasina ma customer business rako harina kwarinoenda.

Munhu anenge ashanda mari abuda ziya haachadi zvakare kuti abude ziya pakutenga.

Pane vanhu vanotengesa vanoita issue yekuti client ichitaura vanenge vari busy pa phone.. Vanofinyamisa kumeso,, vanoshaya hanya or chido chekutengesera clients.

Iwewe semuridzi we company haungaite kuti ushaye ma customer nekuda kwemunhu arikutengesa nenzira isiyo achitsamwisa ma clients ako nekuti business rako richa broker uyu munhu arikutengesa mushop mako or pa company achenda kumba kwake otsvaga imwe company yekushandira futi asi iwewe watovhara yako company waita loss coz ma clients atiza. So try this

-Zvichibvira vashandi ngavashandise ma phone on break and lunch time the other hours vachiisa 100% effort kuma clients. Unless vashandi vako vachiziva ma limits ekushandisa phone. Iyo measure inotoitirwa vekuti vanoshandisa phone chero mu shop muine client.

-Put ma Camera mu shop uchiita uchiona how your workers serve ma clients.

-Do ma refresher lessons on how to handle customers every week or month to make sure your workers have enough knowledge on how to handle clients queries and how to sale products to clients.

-Send random people kunyebera kunge varikuda kutenga uchiongorora kuti ma employees ako ano tengesa sei kuma clients.

-Kana une ma branches akawanda e company ita uchichinja vashandi mumwe omboshandira pa joina mumwe kuna first. Wekuna first omboenda joina. We joina omboenda kuna first izvi zvinoita kuti ma employees asanyanya kuramba vachijairira nzvimbo. Munhu akajaira zvimbo for a longtime anotanga kutora ma clients anowandira ikoko for granted.

25/11/2025

AFM Zimbabwe Youth Conference-Live Performance by Caleb Simango

Address

Mutare

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Calmer TV Zimbabwe posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Calmer TV Zimbabwe:

Share