09/02/2022
Pano paita nyaya hama mudikani, paita kudengenyeka kwematambudziko akasimudzwa muhupenyu hwako newakaipa, Amanaka Satan akada nezvako anoku chembedza uri mwana mudiki so..
Akabata hupenyu hwako unonzwa seuri munyika yako wega, nekuti Hesu vanenge vasati vapindira kuti ugare pachigaro choushe, yasvika zvino nguva yekuti Mwari voti enough is enough, washandiswa newakaipa zvakwana.
Mweya yerima yakushungurudza zvakwana, muchadenga umu Hama mudikani, munorwiwa Hondo dzekuti dai pamwe wakatofa iwewe, asi Mwari voti uri wangu, I will fight for you... Ndichamira newe Daidza Zita rangu uwone zvandinoita ini..
Mwari ndiye chete achakubvisa pakusuruwara kwako mwana wamai, joko rekusaroorwa or kuroora nezita raJesu musiki ndivo vacharidambura, I decree and declare, your marriage muzita raJesu... Paita nyaya panopa, Mwari vati huya titaurirane mwanangu..
Mweya yemadzinza, mweya yevakafa inotiteera ndinoiparadza nezita raJesu, kwavakanyora Zita rako iwewe, pavakari deketera, right now may the power of the holy ghost, destroy them nezita raJesu..
Uri mukundi iwe, let it be your prayer today iti ndiri mukundi..
We continue to thank the Lord for testimonies we are receiving, why iwewe your story can't change, I pray for your testimony nezita raJesu be blessed..