28/01/2025
Makadii mhuri yeZimbabwe nemativi mana ose enyika.
Zita ndiBarney Rue Wekwaruzvidzo,muimbi wenyu wamunoda anoimba zvisina kumhura Mwari .
Ndine page iri rakanzi Barney Wekwaruzvidzo randiri kukumbira support/Rubatsiro rrwenyu kuti rikure kuitira kuti basa rakanaka ratiri kuita risvike kuruzhinji uye Mwari vachikudzwa.
Vawanirrwaro Nyasha dzekuva neData ndinokumbira mubaye palink riri pamessage iyi munobva matoenda kupage moliker pamwe nekuritevera/Follow,π
Musakanwe kutumirawo vamwe link rino,πΏπΌπΏπΌπΏπΌπΏπΌπΏπΌπΏπΌπ
Ndinokutendai zvakanyanya,mukomborerwe naMwari gore rino ra2025πππ
https://www.facebook.com/100064822308265/posts/1026313699539364/?sfnsn=wa
Kindly note that I do not own Copyrights to the instrumental playing on this track.This track is all about and .Contact :+263779393740 /+26...