30/06/2026
Lord guide me through nzira iyi handiizive pane minzwa, mafeso pane makomba panozikanwa nemi ..Vamwe tinodya navo nyamba vavengi zvose zvinozikanwa nemi
Ko ndiani akavimba na Mwari akanyadziswa