Sungura mumwongo

Sungura mumwongo Sungura Music Hub. Marketing and advertising.

Iwe une twako ini ndine twangu. Handimhanyisane nemunhu  !!!Romeo Gasa  and  Extra ValembeUku ndokunonzi kurova zvekwama...
26/09/2024

Iwe une twako ini ndine twangu. Handimhanyisane nemunhu !!!

Romeo Gasa and Extra Valembe

Uku ndokunonzi kurova zvekwamai rovai.

Kana usati wainzwa wasaririra.

Ndibvunzireiwo Romeo Gasa  and  Extra Valembe kuti asi wakazoratidzwa na Mark Ngwazi kune n'anga inozvigona. Haa kamunak...
24/09/2024

Ndibvunzireiwo Romeo Gasa and Extra Valembe kuti asi wakazoratidzwa na Mark Ngwazi kune n'anga inozvigona. Haa kamunakidziro kari kuita music yako hakasi right. Ikozvino makumbo angu ave kurwadza nekutamba.
.
.
.

Jokes zvangu but haa ndotemba nemi varume. Im very proud makarova. Sungura iri kuendera mberi.

Moyo wangu wawirirana nenzeve dzangu kuti kubva nhasi hatisi kuzoteera imwe music kunze kweyemwana waMai Cecilia, Size 5...
01/07/2024

Moyo wangu wawirirana nenzeve dzangu kuti kubva nhasi hatisi kuzoteera imwe music kunze kweyemwana waMai Cecilia, Size 5½. Mark Ngwazi wekwaMupatsi. Njanja zvinhu.

Who seems to be the boss here?
29/04/2024

Who seems to be the boss here?

16/04/2024

Mutakurwa haaone Nzou.

🗣Venenzia kura mwanangu Venenzia kura.Azokura manje.
09/03/2024

🗣Venenzia kura mwanangu Venenzia kura.

Azokura manje.

Who is the best ?
30/11/2023

Who is the best ?

Vanhu vaicompare Makhadzi naWinky honai kwazvasvika manje. Haasi Joker here uyu akandwa.
30/08/2023

Vanhu vaicompare Makhadzi naWinky honai kwazvasvika manje. Haasi Joker here uyu akandwa.

30/07/2023

Parufu rwangu vanhukadzi musavapa chikafu.
Pavakandidya pakakwana.🤣🤣🤣

Ndikutogaya zvangu kuti Mark Ngwazi akuimba masasi api panext album.

30/07/2023

I love the way Obvious Mutani mix lead and bass guitar.
How many are we who love his style?

Aya ndomalegends eZimbabwean musicDaiton and Josphat  Somanje. They created their own flavour of Sungura Music.You can't...
24/07/2023

Aya ndomalegends eZimbabwean music
Daiton and Josphat Somanje. They created their own flavour of Sungura Music.
You can't confuse their music with any Sungura musician. They have their own taste.

Address

Harare

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Sungura mumwongo posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share